Uchapupu

Nyaya yaFajr

Fajr* akaberekerwa muArabia Gulf uye akanga adzidza chiIslam kubva pauduku hwake. Pasinei neizvi, ainetseka nezvimwe zvikamu zvekutenda kwake uye nemabatiro anoita vamwe